Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 2:44 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 2:44 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vatendi vose vaiva pamwe chete uye vakagoverana zvinhu zvose.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 BDSC

Mabasa 2:44 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Navaitenda vose, vaiva pamwechete, vakati zvinhu zvose ndezvavose

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SNA2002

Mabasa 2:44 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Naʋaitenda ʋose, ʋaiʋa pamŋe cete, ʋakati ɀinhu ɀose ndeɀaʋose

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SUB1949

Mabasa 2:44 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vose vaitenda vaigara pamwechete, zvinhu zvavo zviri zvavo vose.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLB

Mabasa 2:44 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vose vaitenda vaigara pamwechete, zvinhu zvavo zviri zvavo vose.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBD