Mabasa 2:28
Mabasa 2:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Makandizivisa nzira dzoupenyu; muchandizadza nomufaro pamberi penyu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Makandizivisa nzira dzoupenyu; Muchandizadzisa nomufaro ndichiona chiso chenyu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2Mabasa 2:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Makandizivisa nzira youpenyu muchandizadza norufaro nokuvapo kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 2