Mabasa 2:27 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 2:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti imi hamuzondisiyi muguva, uye hamungaregi Mutsvene wenyu achiona kuora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 BDSCMabasa 2:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hamungasiyi mweya wangu muHadhesi; Hamungaisi Mutsvene wenyu kuti aone kuora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SNA2002Mabasa 2:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti hamuŋgasiyi mŋeya waŋgu muHadesi; Hamuŋgaisi Mutȿene wenyu kuti aʋone kuʋora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SUB1949Mabasa 2:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBMabasa 2:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBD