Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 2:24 - Compare All Versions

Mabasa 2:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, akamusunungura kubva pakurwadza kworufu, nokuti zvakanga zvisingagoni kuti rufu rumubate.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 BDSC

Mabasa 2:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

iye akamutswa naMwari, amusunungura pakurwadziwa kworufu; nokuti zvakanga zvisingabviri kuti abatwe narwo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SNA2002

Mabasa 2:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi Mwari akamumutsa amusunungura marwadzo orufu nokuti zvakanga zvisingagoneki kuti arambe akasungwa narwo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBD

Mabasa 2:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

iye wakamutswa naMŋari, amusunuŋgura pakurwadziwa kworufu; nokuti ɀakaŋga ɀisiŋgabviri kuti aɓatwe narwo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SUB1949

Mabasa 2:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi Mwari akamumutsa amusunungura marwadzo orufu nokuti zvakanga zvisingagoneki kuti arambe akasungwa narwo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLB