Mabasa 2:13 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 2:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, vamwe vakavaseka vakati, “Vanwa waini yakawanda.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 BDSCMabasa 2:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vamwe vakaseka, vachiti, “Vaguta waini itsva.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SNA2002Mabasa 2:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi ʋamŋe ʋakaseka, ʋaciti: Ʋaguta waini itȿa.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SUB1949Mabasa 2:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vamwe, vachishora, vakati, “Vaguta waini itsva.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBMabasa 2:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi vamwe, vachishora, vakati, “Vaguta waini itsva.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBD