Mabasa 2:11 - Compare All Versions
Mabasa 2:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(zvose vaJudha navakatendeukira kuchiJudha); vaKirete navaArabhu, tinovanzwa vachitaura zvishamiso zvaMwari nendimi dzedu chaidzo!”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 BDSCMabasa 2:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
navaKiriti, navaArabhia, tinovanzwa vachitaura nendimi dzedu mabasa makuru aMwari.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SNA2002Mabasa 2:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kune vokuKiriti nevokuArabhia. Tiri kuvanzwa vachitaura mundimi dzedu mabasa makuru aMwari.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBDMabasa 2:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
naʋaKrete, naʋaArabia, tinoʋanzwa ʋacitaura nendimi dzeɗu maɓasa makuru aMŋari.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SUB1949Mabasa 2:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vokuKiriti nevokuArabhia. Tiri kuvanzwa vachitaura mundimi dzedu mabasa makuru aMwari.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLB