Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 19:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 19:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Saka Pauro akavabvunza akati, “Zvino makagamuchira rubhabhatidzo rupi?” Vakapindura vakati, “Rubhabhatidzo rwaJohani.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 19 BDSC

Mabasa 19:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akati, “Ko makabhabhatidzwa norubhabhatidzo rupiko?” Vakati, “Norubhabhatidzo rwaJohani.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 19 SNA2002

Mabasa 19:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akati: Ko makabapatidzwa norubapatidzo rwupiko? Ʋakati: Norubapatidzo rwaJohane.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 19 SUB1949

Mabasa 19:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akavati, “Ko zvino makaombekwa noruombeko rwupi?” Ivo vakati, “Noruombeko rwaJohani.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 19 SCLB

Mabasa 19:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akavati, “Ko zvino makaombekwa noruombeko rwupi?” Ivo vakati, “Noruombeko rwaJohani.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 19 SCLBD