Svetukira kuzviri mukati

Mabasa 19:11 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 19:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mwari akaita mabasa anoshamisa kubudikidza naPauro

Mabasa 19 BDSC

Mabasa 19:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

NaMwari akaita masimba anoshamisa namaoko aPauro

Mabasa 19 SNA2002

Mabasa 19:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

NaMŋari wakaita masimba anoshamisa namaʋoko aPauro

Mabasa 19 SUB1949

Mabasa 19:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwari akaita minana inoshamisa kwazvo namaoko aPauro

Mabasa 19 SCLB

Mabasa 19:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwari akaita minana inoshamisa kwazvo namaoko aPauro

Mabasa 19 SCLBD