Mabasa 19:1
Mabasa 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Aporosi paakanga achiri paKorinde, Pauro akafamba nomugwagwa wakanga uchipinda nomukati menyika akasvika paEfeso. Akawana vamwe vadzidzi ipapo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 19Mabasa 19:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Aporo achiri paKorinde, Pauro wakati agura namativi enyika okumusoro, akasvika Efeso, akawana vamwe vadzidzi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 19Mabasa 19:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Aporosi paakanga ari kuKorinde, Pauro akapfuura nokunyika yokumusoro akasvika kuEfesusi. Ikoko akawana vamwe vadzidzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 19