Mabasa 18:9
Mabasa 18:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Humwe usiku Ishe akataura naPauro muchiratidzo akati, “Usatya; ramba uchingotaura, usanyarara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 18Mabasa 18:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Ishe akati kuna Pauro usiku nechiratidzo, “Usatya hako, asi taura, usanyarara
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 18Mabasa 18:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nohumwe usiku Tenzi akataura kuna Pauro muchiratidzo achiti, “Usatye zvako. Iwe taura chete, usanyarare
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 18