Mabasa 18:5 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 18:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sirasi naTimoti vakati vasvika vachibva kuMasedhonia, Pauro akazvipira kuti aparidze chete, achipupura kuvaJudha kuti Jesu ndiye Kristu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 BDSCMabasa 18:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sirasi naTimoti vakati vachizoburuka vachibva Makedhonia, Pauro akamanikidzwa neshoko, achipupurira vaJudha kwazvo kuti Jesu ndiye Kristu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 SNA2002Mabasa 18:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Sirasi naTimotio ʋakati ʋacizoɓuruka ʋacibʋa Makedonia, Pauro akamanikidzwa neshoko, acipupurira ʋaJuda kwaɀo kuti Jesu ndiye Kristu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 SUB1949Mabasa 18:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakasvika Sirasi naTimoti vachibva kuMasedhonia, Pauro aiva mubasa rokuparidza, achipupura kuvaJudha, kuti Mesia ndiJesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 SCLBMabasa 18:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pakasvika Sirasi naTimoti vachibva kuMasedhonia, Pauro aiva mubasa rokuparidza, achipupura kuvaJudha, kuti Mesia ndiJesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 SCLBD