Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 18:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 18:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

uye sezvo akanga ari mugadziri wamatende saivo, akagara navo achishanda pamwe chete navo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 BDSC

Mabasa 18:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

zvino zvaakanga ane basa rimwe navo, akagara navo vachibata; nokuti basa ravo raiva rokuita matende.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 SNA2002

Mabasa 18:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ɀino ɀaakaŋga aneɓasa rimŋe naʋo, akagara naʋo ʋaciɓata; nokuti ɓasa raʋo raiʋa rokuita matente.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 SUB1949

Mabasa 18:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

pamusana pokuti vaiva vebasa rimwechetero akagara akashanda navo nokuti aiita basa rimwechetero navo rokugadzira matendhe.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 SCLB

Mabasa 18:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

pamusana pokuti vaiva vebasa rimwechetero akagara akashanda navo nokuti aiita basa rimwechetero navo rokugadzira matendhe.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 18 SCLBD