Mabasa 17:6
Mabasa 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi vakati vavashayiwa, vakakakatira Jasoni nedzimwe hama pamberi pavabati veguta, vachidanidzira vachiti, “Vanhu vaya vakauyisa kusagadzikana panyika yose vasvikawo kuno zvino
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati vachivashayiwa, vakakakatira Jasoni nedzimwe hama pamberi pavabati veguta, vakadana, vachiti, “Ava vakakanganisa nyika yose, vakasvika napanowo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakavashaya vakakwekweredza Jasoni navamwe vehama kuvakuru vakuru veguta vachidaidzira vachiti, “Varume ava vapidigura pasi pose, vauya kunowo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17