Mabasa 17:22 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 17:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Pauro akasimuka mumusangano weAreopagasi akati, “Varume veAtene! Ndinoona kuti panzira dzose muri vanhu vechitendero zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 BDSCMabasa 17:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Pauro, amire pakati peAreopago, akati, “Imi varume veAteni, pazvinhu zvose ndinoona kuti munonamata zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 SNA2002Mabasa 17:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Pauro, amire pakati peAreopago, akati: Imi ʋarume ʋeAtene, paɀinhu ɀose ndinoʋona kuti munonamata ɀikuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 SUB1949Mabasa 17:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Pauro akamira pakati peAriopagusi akati, “Varume veAteni ndinoona kuti muzvinhu zvose muri vanamati
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 SCLBMabasa 17:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nokudaro Pauro akamira pakati peAriopagusi akati, “Varume veAteni ndinoona kuti muzvinhu zvose muri vanamati
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 SCLBD