Mabasa 17:16 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 17:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pauro achakavamirira paAtene, akatambudzika zvikuru achiona kuti guta rakanga rizere nezvifananidzo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 BDSCMabasa 17:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Pauro, achakavagarira paAteni, akanzwa shungu pamwoyo, achiona kuti guta rizere nezvifananidzo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 SNA2002Mabasa 17:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Pauro, acakaʋagarira paAtene, akanzwa shuŋgu pamŋoyo, aciʋona kuti guta rizere neɀifananidzo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 SUB1949Mabasa 17:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pauro paaivamirira kuAteni, akadzongodzwa mwoyo paakaona guta iroro rizere nezvifananidzo zvokunamata.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 SCLBMabasa 17:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pauro paaivamirira kuAteni, akadzongodzwa mwoyo paakaona guta iroro rizere nezvifananidzo zvokunamata.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 17 SCLBD