Mabasa 16:35 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 16:35 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwakati kwaedza, vatongi vakatuma vabati vavo kumuchengeti wetorongo neshoko rokuti: “Sunungura varume vaya.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 BDSCMabasa 16:35 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakati kwaedza vatongi vakatuma mapurisa, vachiti, “Sunungurai vanhu vaya.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 SNA2002Mabasa 16:35 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino kwakati kwaedza, ʋatoŋgi ʋakatuma mapurisa, ʋaciti: Sunuŋgurai ʋanhu ʋaya.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 SUB1949Mabasa 16:35 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakwakanga kwaedza vatongi vakatuma mapurisa vachiti, “Regai vanhu vaya vaende zvavo.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 SCLBMabasa 16:35 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pakwakanga kwaedza vatongi vakatuma mapurisa vachiti, “Regai vanhu vaya vaende zvavo.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 SCLBD