Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 16:19 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 16:19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vatenzi vomusikana akanga ari nhapwa vakaona kuti tariro yavo yokuita mari yakanga yapera, vakabata Pauro naSirasi vakavazvuzvurudzira pachivara pamberi pavo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 BDSC

Mabasa 16:19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino vatenzi vake vakati vachiona kuti tariro yokufumiswa kwavo yaenda, vakabata Pauro naSirasi, vakavakakatira kudare pamberi pavabati

Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 SNA2002

Mabasa 16:19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋatenzi ʋake ʋakati ʋaciʋona kuti tariro yokufumiswa kwaʋo yaenda, ʋakaɓata Pauro naSirasi, ʋakaʋakakatira kuɗare pamberi paʋaɓati

Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 SUB1949

Mabasa 16:19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvino varidzi vake pavakaona kuti chavaivimba nacho kuwana upfumi pakanga pasisina, vakabata Pauro naSirasi vakavakwekweredzera kuvatongi, kunzvimbo yaiungana vanhu veguta iroro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 SCLB

Mabasa 16:19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvino varidzi vake pavakaona kuti chavaivimba nacho kuwana upfumi pakanga pasisina, vakabata Pauro naSirasi vakavakwekweredzera kuvatongi, kunzvimbo yaiungana vanhu veguta iroro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 16 SCLBD