Mabasa 15:8-9
Mabasa 15:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari, iye anoziva mwoyo yavanhu akaratidza kuti anovagamuchira nokuvapa Mweya Mutsvene, sezvaakangoitawo kwatiri. Haana kuisa mutsauko pakati pedu navo, nokuti akanatsa mwoyo yavo nokutenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 15Mabasa 15:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mwari, muzivi womwoyo, wakavapupurira, akavapa Mweya Mutsvene sesu; haana kutsaura pakati pedu navo, zvaakanatsa mwoyo yavo nokutenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 15Mabasa 15:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari anoziva mwoyo womunhu akazvitsigira nokuvapa Mweya Mutsvene sezvaakangoitawo kwatiri. Haana kumbotisianisa navo asi akachenesa mwoyo yavo nechitendero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 15