Svetukira kuzviri mukati

Mabasa 15:5 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 15:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo vamwe vatendi vakanga vari vebato ravaFarisi vakasimuka vakati, “VeDzimwe Ndudzi ava vanofanira kudzingiswa uye vanosungirwa kuti vateerere murayiro waMozisi.”

Mabasa 15 BDSC

Mabasa 15:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi vamwe vedzidziso yavaFarisi, vaitenda, vakasimuka, vakati, “Vanofanira kudzingiswa nokurayirwa kuti vachengete murayiro waMosesi.”

Mabasa 15 SNA2002

Mabasa 15:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi ʋamŋe ʋedzidziso yaʋaFarise, ʋaitenda, ʋakasimuka, ʋakati, ʋanofanira kudziŋgiswa nokurairwa kuti ʋaceŋgete murairo waMosesi.

Mabasa 15 SUB1949

Mabasa 15:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi vamwe vatendi vebato ravaFarisei vakasimuka vakati, “Vanhu ava vanosungirwa kudzingiswa uye kuvaudza kuti vanofanira kuchengeta Mutemo waMosesi.”

Mabasa 15 SCLB

Mabasa 15:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi vamwe vatendi vebato ravaFarisei vakasimuka vakati, “Vanhu ava vanosungirwa kudzingiswa uye kuvaudza kuti vanofanira kuchengeta Mutemo waMosesi.”

Mabasa 15 SCLBD