Svetukira kuzviri mukati

Mabasa 15:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 15:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kereke yakavatuma parwendo rwavo, uye pavakafamba vachipinda nomuFonisia nomuSamaria, vakarondedzera kuti veDzimwe Ndudzi vainge vachitendeuka sei. Shoko iri rakafadza hama dzose zvikuru.

Mabasa 15 BDSC

Mabasa 15:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Naizvozvo vakaperekedzwa nekereke, vakagura neFonikia neSamaria, vakataura zvokutendeuka kwavahedheni; vakafadza zvikuru hama dzose.

Mabasa 15 SNA2002

Mabasa 15:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Naiɀoɀo ʋakaperekedzwa nekereke, ʋakagura neFenike neSamaria, ʋakataura ɀokutendeʋuka kwaʋahedeni; ʋakafadza ɀikuru hama dzose.

Mabasa 15 SUB1949

Mabasa 15:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Saizvozvo zvavakatumwa nesangano kuenda rwendo rwavo vakapfuura nomuFonikia nomuSamaria vachirondedzera kutendeuka kwevechirudzi. Izvi zvakafadza kwazvo vose vehama.

Mabasa 15 SCLB

Mabasa 15:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Saizvozvo zvavakatumwa nesangano kuenda rwendo rwavo vakapfuura nomuFonikia nomuSamaria vachirondedzera kutendeuka kwevechirudzi. Izvi zvakafadza kwazvo vose vehama.

Mabasa 15 SCLBD