Mabasa 15:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 15:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ngativanyorerei tsamba tichivataurira kuti varege kudya zvakasvibiswa nezvifananidzo, vabve paupombwe, nokudya nyama yemhuka dzakadzipwa, uye neropa.
Mabasa 15:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi tivanyorere kuti varege zvakashatiswa nezvifananidzo, noupombwe, nezvakadzipwa, neropa.
Mabasa 15:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
asi tiʋanyorere kuti ʋarege ɀakashatiswa neɀifananidzo, noʋupombge, neɀakadzipxa, neropa.
Mabasa 15:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ngativanyorerei kuti varege kusvibiswa nezvifananidzo zvokunamata; varege upombwe nenyama isina kusinzwa nomusiya.
Mabasa 15:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi ngativanyorerei kuti varege kusvibiswa nezvifananidzo zvokunamata; varege upombwe nenyama isina kusinzwa nomusiya.