Mabasa 14:9-10
Mabasa 14:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akateerera Pauro paakanga achitaura. Pauro akamutarisisa, akaona kuti akanga ano kutenda kuti angaporeswa akadanidzira akati, “Simuka netsoka dzako!” Ipapo, murume akakwakuka akatanga kufamba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 14Mabasa 14:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akanzwa Pauro achitaura; zvino iye akati achimutarisisa, akaona kuti anokutenda kuti angaporeswa, akati nezwi guru, “Mira kwazvo netsoka dzako.” Iye akavazuka, akafamba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 14Mabasa 14:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akateerera Pauro achitaura. Pauro akanyatsomutarisisa. Paakaona kuti ane chitendero chokuti angaponeswe akataura nezwi riri pamusoro akati, “Simuka umire namakumbo ako.” Iye akakwakuka akafamba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 14