Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 14:8 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 14:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

MuRistira maigara mumwe murume akanga ari mhetamakumbo, akanga ari chirema kubva pakuberekwa kwake uye akanga asina kumbofamba.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 14 BDSC

Mabasa 14:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino paRisitira paigara mumwe murume akanga asina simba patsoka dzake, chirema kubva padumbu ramai vake, asina kutongofamba.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 14 SNA2002

Mabasa 14:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino paRistra paigara mumŋe murume wakaŋga asinesimba patsoka dzake, cirema kubva paɗumbu ramai ʋake, asina‐kutoŋgofamba.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 14 SUB1949

Mabasa 14:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

KuRisitira kwaiva nomumwe murume aingogara asingakwanisi kufamba namakumbo ake. Akanga ari mhetamakumbo chizvarirwo chake, asina kana kutombofamba.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 14 SCLB

Mabasa 14:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

KuRisitira kwaiva nomumwe murume aingogara asingakwanisi kufamba namakumbo ake. Akanga ari mhetamakumbo chizvarirwo chake, asina kana kutombofamba.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 14 SCLBD