Mabasa 14:6 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 14:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakazviziva vakabva vatizira kuRistira neDhebhe maguta avaRikonia nokudunhu rose rakanga rakapoteredza
Mabasa 14:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivo vakazviziva, vakatizira Risitira neDhebhe, aiva maguta eRikonia, nokunyika yakapoteredza
Mabasa 14:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
iʋo ʋakaɀiziʋa, ʋakatizira Ristra neDerbe, aiʋa maguta eRikaonia, nokunyika yakapoteredza
Mabasa 14:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakazviziva vakatizira kuRisitira nokuDhebhe maguta enyika yeIkoniumu uye kunyika yakatenderedza.
Mabasa 14:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
vakazviziva vakatizira kuRisitira nokuDhebhe maguta enyika yeIkoniumu uye kunyika yakatenderedza.