Mabasa 14:22
Mabasa 14:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
vachisimbisa vadzidzi nokuvakurudzira kuti varambe vari pakutenda. Vakati, “Tinofanira kutambudzika kuti tipinde muumambo hwaMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 14Mabasa 14:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vachisimbisa mweya yavadzidzi, vachivarayira kuti vatsungirire pakutenda, vachiti, “Tinofanira kupinda ushe hwaMwari namadambudziko mazhinji.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 14Mabasa 14:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
vachisimbisa vadzidzi vachivakurudzira kuenderera mberi nechitendero. Vaiti, kuti tipinde muumambo hwaMwari tinofanira kutopindamo nomumatambudziko akawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 14