Mabasa 14:17
Mabasa 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi haana kusiya pasina zvingamupupurira: Akakuitirai tsitsi nokukupai mvura inobva kudenga nezvirimwa nenguva yazvo; akakupai zvokudya zvakawanda uye akazadza mwoyo yenyu nomufaro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 14Mabasa 14:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi haana kurega kuzvipupurira, achiita zvakanaka, achikupai mvura yokudenga, nenguva yezviyo zvizhinji, achizadza mwoyo yenyu nezvokudya nomufaro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 14Mabasa 14:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvakadaro zvazvo haana kukusiyai musina zvinoratidza zvokuvapo kwake munezvinhu zvakanaka zvaanokuitirai. Anokutumirai mvura inobva kudenga, nemwaka yamaguta achikugutsai mwoyo nezvokudya nokufara.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 14