Svetukira kuzviri mukati

Mabasa 14:14 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 14:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi vapostori Bhanabhasi naPauro vakati vazvinzwa, vakabvarura nguo dzavo vakamhanyira mukati moruzhinji, vakadanidzira vachiti

Mabasa 14 BDSC

Mabasa 14:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino vapostori, Bhanabhasi naPauro, vakati vachinzwa izvozvo, vakabvarura nguo dzavo, vakamhanyira pakati pavanhu vazhinji, vakadanidzira

Mabasa 14 SNA2002

Mabasa 14:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋaapostora, Barnabasi naPauro, ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakabvarura ŋguʋo dzaʋo, ʋakamhanyira pakati paʋanhu ʋazhinji, ʋakaɗanidzira

Mabasa 14 SUB1949

Mabasa 14:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vapositori, vanaBhanabhasi naPauro, pavakazvinzwa vakabvarura nguwo dzavo neshungu. Vakamhanya mumhomho yavanhu vachidaidzira vachiti

Mabasa 14 SCLB

Mabasa 14:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vapositori, vanaBhanabhasi naPauro, pavakazvinzwa vakabvarura nguwo dzavo neshungu. Vakamhanya mumhomho yavanhu vachidaidzira vachiti

Mabasa 14 SCLBD