Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 13:9 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 13:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Sauro akanga achinziwo Pauro, azere noMweya Mutsvene akatarisisa Erimasi akati

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 BDSC

Mabasa 13:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi Sauro (ndiye Paurowo), azere noMweya Mutsvene, akamutarisisa, akati

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SNA2002

Mabasa 13:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi Sauro (ndiye Pauro ʋo), azere noMŋeya Mutȿene, akamutarisisa, akati

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SUB1949

Mabasa 13:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi Sauro anonziwo Pauro, azere naMweya Mutsvene, akanyatsomutarisisa

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SCLB

Mabasa 13:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi Sauro anonziwo Pauro, azere naMweya Mutsvene, akanyatsomutarisisa

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SCLBD