Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 13:6 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 13:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakafamba nomuchiwi chose kudzamara vasvika kuPafosi. Vakasangana neimwe nʼanga yechiJudha ikoko, uye akanga ari muprofita wenhema ainzi Bhari Jesu

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 BDSC

Mabasa 13:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakati vagura chivi chose kusvikira paPafosi, vakawana imwe n'anga, aiva muporofita wenhema, muJudha, zita rake rainzi BhariJesu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SNA2002

Mabasa 13:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakati ʋagura ciwi cose kuȿikira paPafosi, ʋakawana imŋe ŋaŋga, waiʋa muprofita wenhema, muJuda, zita rake rainzi Bari‐Jesu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SUB1949

Mabasa 13:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pavakafamba nechitsuwa ichocho chose kusvika kuPafosi, vakasvika panomumwe munhu wamashiripiti, muporofita wechiJudha wenhema ainzi Bha Jesu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SCLB

Mabasa 13:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pavakafamba nechitsuwa ichocho chose kusvika kuPafosi, vakasvika panomumwe munhu wamashiripiti, muporofita wechiJudha wenhema ainzi Bha Jesu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SCLBD