Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 13:37 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 13:37 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi uyo akamutswa naMwari haana kuona kuora.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 BDSC

Mabasa 13:37 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi uyu, akamutswa naMwari haana kuora.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SNA2002

Mabasa 13:37 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi uyu, wakamutswa naMŋari haanakuʋora.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SUB1949

Mabasa 13:37 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi iye akamutswa naMwari, haana kuora.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SCLB

Mabasa 13:37 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi iye akamutswa naMwari, haana kuora.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 13 SCLBD