Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 12:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 12:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Paakaona kuti izvozvo zvakafadza vaJudha, akapfuurira mberi akandosungawo Petro. Izvi zvakaitika panguva yoMutambo weZvingwa Zvisina Mbiriso.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 BDSC

Mabasa 12:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino akati achiona kuti zvafadza vaJudha, ndokupfuura akabatawo Petirosi. Aiva mazuva ezvingwa zvisina mbiriso.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SNA2002

Mabasa 12:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino wakati aciʋona kuti ɀafadza ʋaJuda, ndokupfuʋura akaɓata Petro ʋo. Aiʋa mazuʋa eɀiŋgwa ɀisinembiriso.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SUB1949

Mabasa 12:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Paakaona kuti zvakafadza vaJudha akaenderera mberi nokusungawo Pita. Aya akanga ari mazuva echingwa chisina mbiriso.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SCLB

Mabasa 12:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Paakaona kuti zvakafadza vaJudha akaenderera mberi nokusungawo Pita. Aya akanga ari mazuva echingwa chisina mbiriso.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SCLBD