Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 12:18 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 12:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mangwanani acho, kwakava nebope guru pakati pavarwi vachida kuziva kuti chii chakanga chaitika kuna Petro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 BDSC

Mabasa 12:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino kwakati kwaedza, bope guru rikavapo pakati pavarwi, vachiti, “Petirosi aitwa sei.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SNA2002

Mabasa 12:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino kwakati kwaedza, ɓope guru rikaʋa’po pakati paʋarwi, ʋaciti Petro wanzinwi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SUB1949

Mabasa 12:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pakwakaedza rakave besanwa pakati pamasoja kuti chii chakanga chaitika kuna Pita.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SCLB

Mabasa 12:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pakwakaedza rakave besanwa pakati pamasoja kuti chii chakanga chaitika kuna Pita.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SCLBD