Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 12:1 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 12:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Yakanga iri nguva inenge imwe cheteyo Mambo Herodhi paakasunga vamwe vaiva nhengo dzekereke, achida kuvatambudza.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 BDSC

Mabasa 12:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino nenguva inenge iyeyo mambo Herodhi akatambanudza maoko ake kuti atambudze vamwe vekereke

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SNA2002

Mabasa 12:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino neŋguʋa ineŋge iyeyo mambo Herode akatambanudza maʋoko ake kuti atambudze ʋamŋe ʋekereke

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SUB1949

Mabasa 12:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pamazuva anenge iwayo mambo Herodhi akatambudza vamwe vaiva vesangano.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SCLB

Mabasa 12:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pamazuva anenge iwayo mambo Herodhi akatambudza vamwe vaiva vesangano.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 12 SCLBD