Mabasa 11:28 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 11:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wavo, ainzi Agabhusi, akasimuka akaprofita noMweya Mutsvene kuti nzara huru yaizopararira munyika yose yavaRoma. (Izvi zvakaitika munguva yokutonga kwaKiraudhio).
Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 BDSCMabasa 11:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe wavo ainzi Agabho, akasimuka, ndokuvazivisa naMweya kuti nzara huru ichavapo panyika yose; iyo ikasvika panguva yaKiraudhiyo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 SNA2002Mabasa 11:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mumŋe waʋo wainzi Agabo, akasimuka, ndokuʋaziʋisa noMŋeya kuti nzara huru icaʋa’po panyika yose; iyo ikaȿika paŋguʋa yaKraudio.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 SUB1949Mabasa 11:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe wavo anonzi Agabhusi akasimuka akafanotaura aina Mweya kuti kuchava nenzara huru pasi pose. Izvi zvakaitikawo pamazuva aKiraudhiosi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 SCLBMabasa 11:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mumwe wavo anonzi Agabhusi akasimuka akafanotaura aina Mweya kuti kuchava nenzara huru pasi pose. Izvi zvakaitikawo pamazuva aKiraudhiosi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 SCLBD