Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 11:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 11:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mukurumbira wazvo wakasvika munzeve dzekereke yapaJerusarema, ndokubva vatuma Bhanabhasi kuAndioki.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 BDSC

Mabasa 11:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mashoko avo akanzwika nekereke muJerusaremu, vakatuma Bhanabhasi kuti aende Andioki.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 SNA2002

Mabasa 11:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mashoko aʋo akanzwika nekereke paJerusarema, ʋakatuma Barnabasi kuti aende Antiokia.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 SUB1949

Mabasa 11:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvinhu izvi zvakasvika munzeve dzesangano raiva muJerusaremu vakatumira Bhanabhasi kuAndiyoku.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 SCLB

Mabasa 11:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvinhu izvi zvakasvika munzeve dzesangano raiva muJerusaremu vakatumira Bhanabhasi kuAndiyoku.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 11 SCLBD