Mabasa 10:9
Mabasa 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nenguva dzinenge dzamasikati dzezuva raitevera, vachiri parwendo rwavo, uye voswedera pedyo neguta, Petro akakwira pamusoro pedenga reimba kundonyengetera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 10Mabasa 10:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino fume mangwana vachiri parwendo, vava pedyo neguta, Petirosi akakwira pamusoro peimba kundonyengetera nenguva inenge yechitanhatu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 10Mabasa 10:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ramangwana acho pavakanga vari parwendo rwavo vava kusvika pedyo neguta, Pita akakwira pamusoro pemba kundonamata masikati makuru. Akanzwa nzara akada zvokudya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 10