Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 10:41 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 10:41 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Haana kuonekwa navanhu vose, asi nezvapupu zvakanga zvagara zvasarudzwa naMwari nesu takadya uye tikanwa naye shure kwokumuka kwake kubva kuvakafa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 BDSC

Mabasa 10:41 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

akasaonekwa navanhu vose, asi nezvapupu zvakagara zvatsaurwa naMwari, iyesu, taidya nokunwa naye, amuka kuvakafa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SNA2002

Mabasa 10:41 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

akasaʋonekwa naʋanhu ʋose, asi neɀapupu ɀakagara ɀatsaurwa naMŋari, iyesu, taidya nokunwa naye, amuka kuʋakafa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SUB1949

Mabasa 10:41 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

kwete kuvanhu vose asi kunesu vakasarudzwa naMwari kuva zvapupu isu takadya nokunwa naye mushure mokumuka kwake muvafi

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SCLB

Mabasa 10:41 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

kwete kuvanhu vose asi kunesu vakasarudzwa naMwari kuva zvapupu isu takadya nokunwa naye mushure mokumuka kwake muvafi

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SCLBD