Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 10:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 10:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Koniriasi akatarisa kwaari achitya, akati, “Chinyiko, Ishe?” Mutumwa akapindura akati, “Minyengetero yako nezvipo zvako kuvarombo zvakwira kudenga sechipiriso chechirangaridzo pamberi paMwari.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 BDSC

Mabasa 10:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Iye akamutarisisa, akatya, akati, “Chinyiko Ishe?” Akati kwaari, “Minyengetero yako nezvipo zvako zvakwira pamberi paMwari, zvarangarirwa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SNA2002

Mabasa 10:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Iye akamutarisisa, akatya, akati: Cinyiko Ishe? Akati kwaari: minyeŋgetero yako neɀipo ɀako ɀakwira pamberi paMŋari, ɀaraŋgarirwa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SUB1949

Mabasa 10:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akamutarisisa achitya akati, “Chiiko nhai Tenzi?” Mutumwa ndokuti, “Minamato yako nezvipo zvako kuvanhu zvakwira kudenga sechinhu chinoyeukwa pamberi paMwari.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SCLB

Mabasa 10:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akamutarisisa achitya akati, “Chiiko nhai Tenzi?” Mutumwa ndokuti, “Minamato yako nezvipo zvako kuvanhu zvakwira kudenga sechinhu chinoyeukwa pamberi paMwari.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SCLBD