Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 10:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 10:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mumwe musi panguva inenge yechitatu masikati akaona chiratidzo. Akanyatsoona mutumwa waMwari, uyo akauya kwaari akati, “Koniriasi!”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 BDSC

Mabasa 10:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino nenguva inenge yepfumbamwe yezuva akaona kwazvo, nezvaakaratidzwa, mutumwa waMwari achipinda kwaari, achiti kwaari, “Konerio!”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SNA2002

Mabasa 10:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino neŋguʋa ineŋge yepfumbamŋe yezuʋa akaʋona kwaɀo, neɀaakaratidzwa, mutumŋa waMŋari acipinda kwaari, aciti kwaari: Kornerio!

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SUB1949

Mabasa 10:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Paawa yechitatu yamasikati akanyatsoona muchiratidzo mutumwa waMwari achipinda maaiva achiti, “Koneriasi.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SCLB

Mabasa 10:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Paawa yechitatu yamasikati akanyatsoona muchiratidzo mutumwa waMwari achipinda maaiva achiti, “Koneriasi.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 10 SCLBD