Svetukira kuzviri mukati

Mabasa 10:25 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 10:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Petro akati apinda mumba, Koniriasi akamugamuchira uye akawira patsoka dzake achimuremekedza.

Mabasa 10 BDSC

Mabasa 10:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Petirosi akati achipinda, Konerio akamuchingamidza, akawira pasi petsoka dzake, akamupfugamira.

Mabasa 10 SNA2002

Mabasa 10:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Petro wakati acipinda, Kornerio akamuciŋgamidza, akawira pasi petsoka dzake, akamunamata.

Mabasa 10 SUB1949

Mabasa 10:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pita paakapinda, Koneriasi akamuchingura akagwadama patsoka dzake akamupfugamira.

Mabasa 10 SCLB

Mabasa 10:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pita paakapinda, Koneriasi akamuchingura akagwadama patsoka dzake akamupfugamira.

Mabasa 10 SCLBD