Mabasa 1:5 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 1:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Johani akabhabhatidza nemvura, asi mushure mamazuva mashoma muchabhabhatidzwa noMweya Mutsvene.”
Mabasa 1:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti Johani, zvirokwazvo, akabhabhatidza nemvura; asi imi muchabhabhatidzwa naMweya Mutsvene, mazuva mazhinji asati apera.
Mabasa 1:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
nokuti Johane, ɀirokwaɀo, wakabapatidza nemvura; asi imi mucabapatidzwa noMŋeya Musente, mazuʋa mazhinji asati apera.
Mabasa 1:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Makandinzwa ndichiti, Johani akaombeka nemvura asi kusati kwapera mazuva mazhinji muchaombekwa naMweya Mutsvene.”
Mabasa 1:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Makandinzwa ndichiti, Johani akaombeka nemvura asi kusati kwapera mazuva mazhinji muchaombekwa naMweya Mutsvene.”