Mabasa 1:22 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 1:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kutanga parubhabhatidzo rwaJohani kusvikira panguva yakabviswa Jesu kwatiri. Nokuti mumwe waava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake, pamwe chete nesu.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 1 BDSCMabasa 1:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
kutanga pakubhabhatidza kwaJohani, kusvikira pazuva raakabva kwatiri, achikwidzwa, mumwe wavo anofanira kuva chapupu chokumuka kwake pamwechete nesu.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 1 SNA2002Mabasa 1:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
kutaŋga pakubapatidza kwaJohane, kuȿikira pazuʋa raakabʋa kwatiri, acikwidzwa, mumŋe waʋo unofanira kuʋa capupu cokumuka kwake pamŋe cete nesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 1 SUB1949Mabasa 1:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mumwe wavarume ivava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 1 SCLBMabasa 1:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
mumwe wavarume ivava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 1 SCLBD