Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

3 Johani 1:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

3 Johani 1:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Hapana chimwe chinhu chinondifadza kupfuura kunzwa kuti vana vangu vari kufamba muchokwadi.

Pakurirana nevamwe
3 Johani 1 BDSC

3 Johani 1:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Handina mufaro unopfuura uyu, wokuti ndinzwe kuti vana vangu vanofamba muchokwadi.

Pakurirana nevamwe
3 Johani 1 SNA2002

3 Johani 1:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Handinomufaro unopfuʋura uyu, wokuti ndinzwe kuti ʋana ʋaŋgu ʋanofamba muɀokwaɗi.

Pakurirana nevamwe
3 Johani 1 SUB1949

3 Johani 1:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Hapana chingandifadze kupfuura izvi zvokunzwa kuti vana vangu vari kutevedza chokwadi.

Pakurirana nevamwe
3 Johani 1 SCLB

3 Johani 1:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Hapana chingandifadze kupfuura izvi zvokunzwa kuti vana vangu vari kutevedza chokwadi.

Pakurirana nevamwe
3 Johani 1 SCLBD