2 Timoti 2:1-2
2 Timoti 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino iwe mwanakomana wangu, iva nesimba munyasha dziri muna Kristu Jesu. Uye zvinhu zvawakanzwa ndichitaura pamberi pezvapupu zvizhinji zvipe kuvanhu vakatendeka avo vachazozvidzidzisawo vamwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 22 Timoti 2:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo iwe, mwana wangu, iva nesimba munyasha dziri muna Kristu Jesu. Izvo zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, uzvipe vanhu vakatendeka, vanogonawo kudzidzisa vamwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 22 Timoti 2:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo iwe mwanangu chisimba uchibatsirwa nenyasha dzatinowana muna Kristu Jesu. Zvawakanzwa kwandiri pamberi pezvapupu zvizhinji, zviturire kuvanhu vakatendeka vanokwanisa kudzidzisawo vamwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 2