Skip to content

2 VaTesaronika 3:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

2 VaTesaronika 3:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Tinotenda muna She kuti muri kuita uye mucharamba muchiita zvinhu zvatinokurayirai.

2 VaTesaronika 3 BDSC

2 VaTesaronika 3:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Tinokutendai muna Ishe, kuti munoita, uye mucharamba muchiita, izvo zvatinokurayarai.

2 VaTesaronika 3 SNA2002

2 VaTesaronika 3:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Tinokutendai munaShe, kuti munoita, ʋuye mucaramba muciita, iɀo ɀatinokurairai.

2 VaTesaronika 3 SUB1949

2 VaTesaronika 3:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Isu tine chivimbo muna Tenzi kuti muri kuita uye mucharamba muchiita zvinhu zvatakati muite.

2 VaTesaronika 3 SCLB

2 VaTesaronika 3:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Isu tine chivimbo muna Tenzi kuti muri kuita uye mucharamba muchiita zvinhu zvatakati muite.

2 VaTesaronika 3 SCLBD