Svetukira kuzviri mukati

2 VaTesaronika 2:9 - Enzanisa Shanduro Dzose

2 VaTesaronika 2:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kuuya kwomunhu wokutsauka kuchaitika sebasa raSatani kuchiratidza nemhando dzose dzezvishamiso zvenhema, zviratidzo neminana

2 VaTesaronika 2 BDSC

2 VaTesaronika 2:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kuuya kwake iye kwakaita sebasa raSatani nesimba rose, nezviratidzo, nezvinoshamisa zvenhema

2 VaTesaronika 2 SNA2002

2 VaTesaronika 2:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kuʋuya kwake iye kwakaita seɓasa raSatani nesimba rose, neɀiratidzo, neɀinoshamisa ɀenhema

2 VaTesaronika 2 SUB1949

2 VaTesaronika 2:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kuuya kouya asina mutemo kunoonekwa nomubasa raSatani anoshandisa simba nezviratidzo nezvishamiso zvokunyepera

2 VaTesaronika 2 SCLB

2 VaTesaronika 2:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kuuya kouya asina mutemo kunoonekwa nomubasa raSatani anoshandisa simba nezviratidzo nezvishamiso zvokunyepera

2 VaTesaronika 2 SCLBD