2 VaTesaronika 2:15 - Enzanisa Shanduro Dzose
2 VaTesaronika 2:15 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka zvino, hama mirai nesimba uye mubatirire kudzidziso dzatakakudzidzisai, neshoko romuromo kana netsamba.
2 VaTesaronika 2:15 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, hama dzangu, mirai makasimba, muchengete mirayiro yamakadzidziswa, kana neshoko kana netsamba yedu.
2 VaTesaronika 2:15 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Naiɀoɀo, hama dzaŋgu, mirai makasimba, muceŋgete mirairo yamakadzidziswa, kana neshoko kana neŋwadi yeɗu.
2 VaTesaronika 2:15 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo hama dzangu mirai makasimba makabatisisa magamuchidzanwa amakadzidziswa nesu nomuromo kana kuti netsamba.
2 VaTesaronika 2:15 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Naizvozvo hama dzangu mirai makasimba makabatisisa magamuchidzanwa amakadzidziswa nesu nomuromo kana kuti netsamba.