2 VaTesaronika 1:10 - Compare All Versions
2 VaTesaronika 1:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pazuva raanouya kuzokudzwa muvanhu vake vatsvene uye sechishamiso pakati paavo vose vakatenda. Izvi zvinosanganisira imi, nokuti makatenda uchapupu hwedu kwamuri.
Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 1 BDSC2 VaTesaronika 1:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana achiuya kuzorumbidzwa muvatsvene vake, nokukanukirwa muna vose vanotenda nezuva irero; (nokuti kupupura kwedu kwamuri kwakatendwa).
Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 1 SNA20022 VaTesaronika 1:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
paanouya musi iwoyo kuzorumbidzwa muvatsvene vake uye kuzoyemurwa pamusana pavavo vakatenda kwaari nokuti makagamuchira kupupura kwedu.
Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 1 SCLBD2 VaTesaronika 1:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
kana aciʋuya kuzorumbidzwa muʋatȿene ʋake, nokukanukirwa munaʋose ʋanotenda nezuʋa irero; (nokuti kupupura kweɗu kwamuri kwakatendwa).
Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 1 SUB19492 VaTesaronika 1:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
paanouya musi iwoyo kuzorumbidzwa muvatsvene vake uye kuzoyemurwa pamusana pavavo vakatenda kwaari nokuti makagamuchira kupupura kwedu.
Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 1 SCLB