2 Samueri 8:18
2 Samueri 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Bhenaya mwanakomana waJehoyadha aiva mutariri wavaKereti navaPereti; uye vanakomana vaDhavhidhi vaiva vapi vamazano vamambo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 82 Samueri 8:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Bhenaya mwanakomana waJehoyadha ndiye wairaira vaKereti navaPereti; uye vanakomana vaDhavhidhi vaiva vapristi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 82 Samueri 8:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Bhenaya mwanakomana waJehoiadha aiva mukuru mukuru wevokuchengeta mambo, maKereti nemaPereti, ukuwo vana vaDhavhidhi vakomana vari vapristi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 8