2 Samueri 3:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
2 Samueri 3:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akaberekerwa vanakomana paHebhuroni: Dangwe rake raiva Amunoni mwanakomana waAbhinoami weJezireeri
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 BDSC2 Samueri 3:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akaberekerwa vanakomana paHebhuroni; dangwe rake raiva Amoni, mwanakomana waAhinoami muJezereri
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 SNA20022 Samueri 3:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Davidi akaɓerekerwa ʋanakomana paHebroni; ɗaŋgwe rake raiʋa Amoni, mŋanakomana waAhinoami muJezreeri
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 SUB19492 Samueri 3:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi wakabereka vana vakomana kuHebhuroni. Dangwe rake ndiAmoni waakaberekerwa naAhinoamu wokuJezireeri.
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 SCLB2 Samueri 3:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Dhavhidhi wakabereka vana vakomana kuHebhuroni. Dangwe rake ndiAmoni waakaberekerwa naAhinoamu wokuJezireeri.
Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 SCLBD